
Vandaiti sekuru, baba vamai ndavekuvati baba. Vandaiti sekuru hanzvadzi yamai vanove vandakaenda navo kuma DNA ndavekuvati mukoma.
Mai vangu vakapindirwa nababa vavo vakabatwa chibharo ndokubata pamuviri nhasi ndini mwana wacho
Ndakazvarwa nguva yehondo saka mukukura kwangu ndaingonzi ma comrades akasvika kumba ndokutora amai vangu nevakoma vavo ndokunorara navo zvakazoita kuti ndivepanyika asi pakazoita vanhu vanosvika 7 vakandiudza kuti ndiri mwana wepamusha pano. Zvichitaurwa handina kuzviramba nekuti sekuru vangu (baba vamai) vaipindira vana nevazukuru vavo zvataiona isu tichikura. Ndakazonyengerera hanzvadzi yamai kuti tiende kuma DNA nekuda kwemitauro yainge yavekubuda ndokuenda wanikwe ndimukoma wangu kwete sekuru.
Inzwa audio izere pa WhatsApp group redu +263775934930
____________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me+263775934930 and send hie….