
Ndainyepera vanhu kuti ndinoshanda ku Goal International ndichiti ndipei mari nditsvagire vana venyu mabasa vachindipa ini ndichinyepa zvangu
Mudhara wandakatanga kuvhara ndakamuvhara US$ 1 750 ndichiti ndinotsvagira vana vake 5 basa ku Goal International kuya.
Anotevera aida kuti mwana wake ayende ku Nursing ndakamuvhara US$ 350 ndokubva mari yangu yakwana kuti nditenge stand ndikatonoiwana.
Vanhu vaye vakazotanga kunetsera mari yavo ndikatiza ndichinogara ku Glendale kunova kwandakazosungirwa.
Serious audio via Our WhatsApp Group +263736286412
____________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me+263775934930 and send hie….