
Ndakarova mukadzi wangu sendirikurova punching bag redu reku boxen kusvika ndakatozomiswa nababa vangu vakangosvika vachishanyawo mushure mekunge ndazvibata kuti aive nechikomba. Ndakatozofonerwa ramangwana racho ndichitaurirwa kuti midzimai wangu ainge ashaya.
Murume anemukurumbira we boxen icho chinova chipo chaakatora kuna amai na baba vake avo vaitozivikanwawo nekurova uye vatone menduru zhinji mumutambo we boxen akauraya mukadzi wake uyo aiitawozve zvemutambo we boxen uyu azvibata kuti aiita gumbo mumba gumbo panze. Murume uyu ndiye akadzidzisa Charles Manyuchi kurwa boxen.
____________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me+263775934930 and send hie….