
Ndakachengeteswa mwana asiri wangu kusvikira avenemakore 4 ndichishingirira kushanda ndichiti ndikushandira mhuri yangu kusvika ndazoudzwa nehama neshamwari kuti mukadzi wangu arikusara achiita chipfambi ndirimumasango.
Zvadaro ndakanotsvaga banga (pocket knife) randakanzi ndinosvikovhura ndotsveta mumba kuti iye asvike achirivhara nekudaro anenge achivhara kunyengwa kwake. Zvakaita saizvozvo ndakatora banga riya ndikariviga nanhasi ndinaro rakavharika uye ndicharivhura kana hama dzake dzandidzosera pfuma yangu
Inzwa audio inorovesa nehana pa WhatsApp Group redu
____________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me/Â +263775934930 and send hie….