
Ndakaroora mukadzi anemuchato wake nevana 4 ndisingazvizive uye hapana akambonditaurira ndakatozviziva papera makore mukadzi uya avekuda divorce nemurume uya ini ndikamanikidzwa naamai vake kuti ndi signer mapepa sa sekuru vake. Nyaya iyi yapera mukadzi uyu akatanga kunditi ukangondiramba ndozvisungirira kusvika azondinyepera kuti ndakamubata chibharo
____________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me/ +263775934930 and send hie….