
Amai vangu vakaisira muroora wavo (mukadzi wehanzvadzi yavo) muchetura mu tea uyo wavakanga vapihwa na amai vavo vanova ambuya vangu nokuda kweshanje ra ambuya vangu vaiti muroora arikutitadzisa kudya Mari yemwana wangu
Ambuya vangu vakafa vachibuda ropa zvisinganzwisisike uye vane vanasikana vaviri vakafa vasina kurwara and amai vangu varikurwara njere zvekuti vanotaura Vega kuhope, vanogona kungomuka pakati pehusiku vachimhanya zvekuratidza kuti varikumhanyiswa uye vakabika sadza vanopedza poto yese vari voga. – Inzwa audio izere mu Group raMkoma Jola.
Horror audio via WhatsApp Group raMkoma Jola +263736286412
_______________________________
*Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me/+263775934930 and send hie….*