
Ndakaramba mukadzi nekuda kwekuti akanga azvara mwana mutema ini ndiri mutsvuku uye vamwe vana vakuru vakatsvuka.
Serous Drama apo murume mukuru anoshaya pekupinda nekunyara mushure mokunge audzwa kuti mwana waakaramba uye waakarambira mukadzi ndewake uye ainge angotora colour yaamai vake chete.
Serious Audio via WhatsApp Group raMkoma Jola +263736286412
_______________________________
Join WhatsApp Group to receive dozens variety of hot news, videos and audios in one Group. For more about how to join the group hit this link wa.me/+263775934930 and send hie…