
JOHANNESBURG – Correctional Services spokesperson Singabakho Nxumalo anoti vaimbove mutungamiri wenyika Jacob Zuma vanoramba vari muchipatara uye vakamirira mashoko kubva kuna dhokotera.
Kutongwa kwenyaya yavo yehuori kwaifanira kuve kwaitwa nhasi Chipiri kudare redzimhosva kuPietermaritzburg.Zvakadaro vaZuma vachiri muchipatara.
Pane muono wokuti vanoramba variko.Correctional Services spokesperson Singabakho Nxumalo akati zvirokwazvo takaongorora kuti vaZuma vanoramba vari muchipatara sezvo vakamirira madhokotera kuti vabuditswe,kana vakaramba vachiriko tinongoudzawo dare mamiriro azvinenge zvakaita.