
Mhuri yemwana akafa achibatsirwa ane makore 14 wekwaMarange, varikuronga kupa murume wemwana wavo, sisi vaMemory vaakasiyana naye nemakore (9) sereplacement yemunin’ina wake (chigadzamapfihwa).
Evans Homberume aive apa Memory Machaya mimba, achiri kufamba akasununguka pasina chinomushungurudza, papera mavhiki maviri Memory ashaya.
Memory akafa makuseni na9am musiwa 15 July, akavigwa papera mahour maviri.
Memory akamanikidzwa kusiya kudzidza ari mugwaro rekutanga kuMhondoro kuti aroorwe naMomberume.
Memory aive mwana wekupedzisira muvana vatanhatu, aive akuita mwana wake wekutanga. Akasiya mwanakomana mumaoko ababa vake.
Zvinorwadza mfunge vanhu ngavasadaro nyika ngaipindire veduwee