
Chivako icho vakuru veguta nevagari venzvimbo yeUkraine chakakuvadzwa nehondo ichangoburwa, sezvo kurwisa kweRussia kuUkraine kuri kuenderera mberi, muKharkiv, Ukraine.
Singapore yazivisa zvirango zvayatemera Russia nhasi izvo zvinosanganisira kubhanwa kwema-bank mana nezvekutengeserana uye hapasisina kudyidzana kwemagetsi, ma-computer uye zvinhu zvemauto. Izvi zvinoitika mushure mokunge Russia yaramba achirwisa Ukraine. Asi mukuita uku zvinoratidza kuti Russia acasara isina pekutangira nekuda kwezvirango zvairi kutemerwa nedzimwe nyika.