
Hona video rinosiririsa, vanhu vanosvika (15) vakadzoswa munyika yavo, vakauya vakaisa zvinhu zvavo mumaChimbare bag nemasuitcase maviri.
Vanotaura vachiti vachiri kuunza vamwe muno muZimbabwe, vamwe vanga vane makore 19 varikunze kwenyika vakadzoswa zvinhu zvavo zviri mumachimbare bag, havana kupiwa nguva yekutakura zvinhu zvavo, izvi zvinopisa tsitsi.
Mumwe mukadzi anochema achiti mwana wake haana pekutangira, akaenda kuUK ane makore (11) akadzoswa ane makore 32, akasiya mhuri yake nevana vake kunze akauya arimaoko chete.
Pavanhu ava ndivo vekutanga pane vamwe 150 varikudzoswa muno muZimbabwe, vamwe vakaendeswa kunyika dzakaita seNigeria, Ghana, Vietnam neJamaica.
I haven’t posted any @ZBCNewsonline report on my timeline.
— Hopewell Chin’ono (@daddyhope) July 22, 2021
But I thought you should watch this Reuben Barwe package on the return of deported Zimbabwean nationals from England.
Reuben can’t hammer the Brits because his masters did a deal with them, but the temptation is there! pic.twitter.com/HClQc2ETNE