
Video Hondo yemashoko pakati pa Tete Tilder veku Star FM nemukadzi uya anevana vakatestwa pa DNA Test vakawanikwa vari zero percent kunababa vaichengeta vana ava.
Achitaura parunhare mukadzi uyu arikuratidza kuti musoro wake wakazara chimonera chembanje, arikuita zvokurutsa mashoko.