
Mukomana uyu amai vake pavakamuzvara havana kumboita dambudziko nenhumbu yavo.
Mwanakomana uyu ane makore (12) vanoti paakazvarwa ndipo pakatangira dambudziko iri uye zvirikuita zvichiwedzera nekukura kwake. Kuchikoro akaenda muviri wake unotanga kupisa zvekuti anotoenda kumba achimhanya kuti akwanise kudirwa mvura inotonhora.