
Pamwe arikuda kutivhara panyaya dzemaDNA tests,anogona kutinyepera hatisati takuziva kuti maDNA ndeechokwadi here.
Vanhu vekwaChihota kwakaendwa kunoitwa maDNA tests kuna Sabhuku Wavo nemwana wavo avasiri kuziva kuti mwana wavo ndiye wavo here kana kuti vakangoudzwa kuti Mwana wavo here.