
Video yatsvetwa pa +263787876754 WhatsApp group, vaDouglas Mwonzora vachiri muMDC vasati vapanduka vanoudza vaMnangagwa kuti munhu akashatisisa pasirino nokuti vakauraya vanhu kekutanga ndokubva vaurayanhu kepiri ndokubva vadzokorora kuuraya vanhu zvakare. Ndiyo mhosva yakambopihwa vaMnangagwa.
Receive MDC’s updates as soon as you join +263787876754 WhatsApp group