
Mukadzi uyu ari kuti aivata nemurume wake mumunda mevanhu zvavanenge varima zvinenge zviri zvavo. Uye vakavata mudanga remombe, mombe dzinenge dzave dzavo. Vanoti ivo mwanakomana wavo anokama mukaka wemapere uyo wavanosanginasa newemombe votengesera vanhu. Mwana wacho anonzi anorara nebere uye kwese kwaanoshandira anenge achingorohwa.
Watch the video on +263787876754 WhatsApp group