
Kune munhukadzi wechidiki akangoerekana asvika parufu rwevamwe mbuya asina kupfeka pakati pehusiku mumusha weGlen View 1, muHarare. Vamwe vanoti munhu uyu muroyi.
Zvaita kuti ndiuye kuno, nzwara dzangu dzanga dzichinditungamira uye vamwe vangu varimo mukati.
Vanhu vaida kumurova nekumutema nematombo vamwe vaida kumusungisa.