
Vhidhiyo irikutenderera pamaSocial media yemuporofita ariku kanda mumwe murume muchaunga achibvisa mweya yetsvina.
Mufundisi arikuita zvinogara zvakadaro arikukanda vanhu munguva dzaanenge achiva porofita achibvisa mweya yetsvina.
Aisimudza munhu nedumbu achivaisa pamufudzi pake achimukanda muungano mune vanhu.
Vese vaiwira pasi vaiiswa pamufuzi vachikandwa kuti mweya yetsvina ibve pavanhu ava.
Mufundisi aidzokorora kumukanda muchaunga mune vanhu.