
Madzibaba Petros vazviita zvekare mumazuva apfura vakamutsa mwana akafa,vakabvisa dhimoni remubobo, nerehuroyi. Nhasi pasowe pazvarwa zai.
Madzibaba vanoudza mumwe mukadzi aiva pasangano kuti haana nhumbu, vanokumbira madzimai matatu kuti aende anozvarisa mukadzi uyu kuchimbuzi apo madzimai anodzoka achiti vazvara zai