
Ndinoitwa Anesu Huche, ndine dambudziko rekuzvimba dumbu.
Zvakatanga ndichango bara mwana wangu wekutanga, ndakatanga ndichizvimba kumeso ndakazozvimba makumbo, ndakaenda kuchipatara ndichida kunzwa zviri kukonzera kuzvimba kwandiri kuita.
Vakambondi-treater ndikapiwa mushonga zvikambopera papera mwedzi miviri zvakatanga zvekare asi dumbu rangu raive rakuwedzera kuzvimba.
Ndinokumbira kubatsirwa kuti ndikwanise kuenda kunoitwa opperation uye kuno bviswa mvura mudumbu.
Mari irikudiwa inokwana kuita US$15 000 yekuti ndikwanise kubatsirwa.
Vanoda kubatsira vanovabata panumber dzinotevera +2637834701130 kana kuti +263718274823