
Matatya anonaka zvekuti beef irikumashure nyama yehuku irikumashure zvekare.
Ndinotaimira panonaya mvura ndoenda kunomabata, ndinomasasika kana kumaomesa ndiwo anenge urimuriwo wekudyisa sadza.
Anowanzo dyiwa nemaChina, saka ndirikutobatana nemaChina kudya matatya.