
Madzibaba Petros vadzoka zvekare vobvisa shavi rehuroyi pamudzimai aive akagarwa neshavi rambuya vake vanoroya.
“Hapana kwandinoenda ndotadza kudya nyama pamusaka pako iwe hapana kwandinoenda nyama ndinoida ndicharamba ndakagara pane muzukuru wangu.”