
Madzibaba Petros vazviita zvekare mumazuva apfura vakamutsa mwana akafa,vakabvisa dhimoni remubobo, nerehuroyi, pasowe pazvarwa zai apa vodzinga ngozi yangayapedza vanhu mumhuri
Madzibaba vanonamatira mukadzi uyo angaauya nedambudziko regumbo apo ngozi yakabva yatanga kutaura. Yaiti baba vemukadzi uyu vakauraya munhu mukitchen apo munhu anga abva kuMalawi achitsvaga basa. Madzibaba vanoti hapana achafa mumhuri yemukadzi uyu uye gumbo ravo rapora.