
Kubva mukumhanyisa nekuponda makombi kusvika pakuita chihwindi. Mumwe wemapurisa epa road awanikwa achishevedzera makombi pamushika-shika achitsvaga mari. Mupurisa uyu mumwe wevamwe vanozivikanwa kuti ishamwari
dzemhepo kana yasvika nguva yekubaya mota nema spike asi panguva yekuti vamwe varikuita zvegadziriro dze sarudzo dzevatungamiri iye arikutsvaga kuraramisa mhuri.
ZRP Officer ava varikutonwa zvavo musombo varipaku dambuka zvavo huro kushevedzera kombi.
Video racho ririkuwanikwa mu WhatsApp Group raMkoma Jola +263775934930