
Video irikutenderedzwa paWhatsApp group nhasi, parikuonekwa Chief Chiweshe vachitsanangura kuparadzwa kuri kuitwa Mavhuradonha nemaChina.
Hard Question Below!
1) Zimbabwe tichasara nenzvimbo yatinoti yedu here ?
2) Asi maChina apererwa nenzvimbo dzekuparadza kunyika kwawo here?