
Amai vangu vanoroya nekuti mishonga yavainayo muimba yavo yekurarira haiite inotyisa uye yakawandisa, handidi hangu kunyepa asi bronco nemadrugs ndinonwa, musiwa wandakatuka amai vangu ndaive ndanwa madrugs.
Ndionoona kuti vane chekuita nekufa kwasisi vangu Moana, ndivo vakauraya sisi vangu.