
Mapurisa Okumbira VaMnangagwa Kuti Vabve Pachigaro, Song by Taffy The Man
Serious New Song kubva kune mutsigiri webato ra Advocate Nelson Chamisa anonzi Taffy The Man. Karwiyo aka kanonzi “Taneta Baba”, Taffy mukarwiyo aka arikuzama kubuditsa pfungwa dzekuti shamwari dzepedyo dza VaMnangagwa nemauto avo havachavadi, vavekuda “Chamisa Chete Chete”
Video ne Audio zvekarwiyo aka zvirikuwanikwa mu WhatsApp Group raMkoma Jola +26377934930