
Nyaya yatinayo nhasi ndeye murume akaramba mukadzi wake nenhau yekuhura uye anoti mwana wemukadzi wake haasi wake.
Hard Question Below!
1) Saka mwana ndewani uyu?
2) Angava wechikomba here?
3) Angava wemurume arimumba here?
4)Kufunga kwako urikuti mwana ndewani?