
Nyaya yatinayo nhasi ndeye murume airohwa nemukadzi wake pamusoro pazvo mukadzi anopa mwana zita richikomba.
Hard Question Below!
1) Saka mwana ndewani uyu?
2) Angava wechikomba here?
3) Angava wemurume arimumba here?
4) Ko sei amai ava vakapa mwana zita rechikomba?
5) Kufunga kwako urikuti mwana ndewani?