
Maiguru vakarohwa sinhi zvakaomarara nabamunini avo vane makore 15 zvekusvika pakuita nhumbu.
Mukoma vakange vaenda kuSouth Africa kwemakore maviri. Bamunini vanoti maiguru ndivo vaivapindira muimba yavo yekurara vovamanikidza asi maiguru vanoti bamunini ndivo vaivapindira vovabvisa hembe dzavo voita mutambo wavo. Pakaitwa maDNA test kuona kuti mwana ndewabamunini here. Maresults akabuda airatidza kuti mwana ndewa bamunini