
BBC.News
Mazana evanhu asungwa muRussia zvichitevera kuratidzira kwavarikuita kuti hondo iri MuUkraine imiswe. Varatidziri vanopfuura mazana matanhatu vasungwa mumaguta makumi maviri nerimwe emuRussia.
Kusungwa kwevanhu vemuRussia vanoratidzira kupikisana nehondo muUkrain kwatova tsika muRussia. OVD-Info inoti varatidziri vanosvika zviuru zvisere vakavharirwa kana kusungwa muRussia kubva pakatanga hondo muUkraine mazuva gumi nerimwe apfuura.