
Rimwe bato idzva rinopikisa reZimbabwe Peoples’ Movement rino tungamirirwa naTecla Imbayarwo rakaparurwa muHarare nezuro.
Imbayago akaudza vatori venhau kuti akaumba bato iri mushure mekuona kutambura kuri kuita vana veZimbabwe.
Achitaura nevatori venhau pakuparura bato iri zviripamutemo akati, “Donzvo redu nderekuona kuti hupfumi hwenyika hwadyiwa nezvizvarwa zvenyika zvose.”
Imbayarwo akatiwo anoda kuti munhu wese anekodzero yekuvhota akwanise kunyoresa kuvhota.
Unotiwo Kudii Nenyaya Iyi?