
Hurumende inoti vashandi vese vehurumende vasingade kubayiwa jekiseni re COVID-19 vanofanirwa kusiya basa kuitira kuti vasatapurire vamwe hutachiona. VaZiyambi Ziyambi vanoti izvi zviri kuitwa kuti munhu wese achengetedzeke.
Hurumende yemutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa yakurudzira vashandi vese vehurumende kuti vabaiwe majekiseni ekubatsira COVID-19 kana kusiya basa.