
DJ vekuChitungwiza akabata mukadzi wake pamubhedha nemurume akaroora asati agumburwa nemapikicha emukadzi wake uyo aiyamwa sinhi remurume uyu kuita kunge lollipop chaiyo.Zvisinei murume aive akaregerera mukadzi wake asi hama yomukadzi yakazosimudza mhepo.
Innocent Sakupwanya aka DJ Mega pakutanga akatumira mukadzi wake Tafadzwa Monica Nyamadzawo, 26, anozivikanwa saKimberley, kurongedza paakamuwana akarara nemurume akaroora, Gibson Matapo, asati agamuchira mifananidzo yemukadzi wake achidya sinhi reumwe murume.
Pasina nguva, DJ Mega anonzi akasanganazve naKimberley, uyo akabva ati hama yake, akangozivikanwa saJunior, uyo waakati aimudzidzisa hunhubu. Izvi hazvina kufamba zvakanaka naJunior uyo akaenderera mberi nekufumura zviito zvakawandisa zvaKimberley zvepr0stitution.