
Mubiki uyu akamhanyiswa kuchipatara cheDohuk kunorapwa kutsva kwaanga aita kwakanyanya akanofira muchipatara.
Mubiki uyu aive nemakore 25 ekuberekwa, aive nevana vake vatatu, mudiki wacho aive nemwedzi mitanhatu.
Chiitiko ichi chakaitika muHall yemuchato waHazel,Mukadzi uyu aigadzirira kudya kwemanheru kune vaenzi vanga vauya kumuchato, munguva dzaaibika akatsvedza ndokudonhera muzibhodho.
Chiitiko ichi chakakonzera kuchema kukuru muKurdish neIraq.
____________________________