
Mutungamiri weSouth Africa, VaCyril Ramaphosa, varikutarisirwa kutaura Munyika yavo nhasi Sunday manheru ano vachizivisa vanhu hurongwa we-lockdown COVID-19 review.
VaRamaphosa mavhiki maviri apfuura, vakavimbisa kuti vachaongorora mirawo yeLockdown inosanganisira kurambidzwa kwekutengeswa kwedoro uye kuenda kuminamato nechinangwa chokudzivirira denda re Covid-19.
Last week nyika ye South Africa yakaiswa pa lockdown yelevel 4 musi wa 27 June. Nokudaro nhasi vachazivisa pazvava.