
Video inosuwisa irikutenderedzwa pa +263787876754 WhatsApp group,
Parikuonekwa mukadzi achitambudzika nokuzvara aripanze pechipatara ku Kariba. Mushure mekunge abara mwana wake ana chiremba ndipo pavanozouya voda kubatsira mukadzi uyu asi nguva yose yaasvika pachipatara havana kuda kuoneka.