
Muroyi anoedzerwa mushure mokunge apinda mumba manga muine kamwanasikana kanonamata mwari wechokwadi. Mwana abva amuka paasvikirwa nemuroyi mumba make. Muroyi uyu anga achichinja kuita mbeva osiya mutumbi wake usingatakanyike. Hama dzake dzazomuka makuseni ndokuwana mutumbi wehama yavo inoroya wakaoma ndokubva vafunga kuti afa ndokutakura chitunha kunochiviga kumakuva . . .
Kuti uone zvakazoita downloader clip Nigerian movie 2021 from the main WhatsApp group Jolas’ news +263775934930.
Kana wanakidzwa ne movie iyi vhura private Telegram link kuti ukwanise kuwana movie yacho yakazara, wobva wajoina everyday uchange uchisangana nema movies anonakidza akasiyasiyana.
Download clip movie below
Keep up the good job weldone. Join me on all movies as they come.