
VaNick Mangwana vanoti vatungamiri vemachurch ndivo vane mhosva yekusabaiwa maVaccines, anoti vanofanirwa kubaiwa.
Anoti vafundisi nemaporofita vanofanirwa kubuda vachikurudzira vanhu vvaanoungana navo kuti vabaye majekiseni.
Varume vanounganidza vanhu kumachurch ndivo vane mhosva yekuunganidza vanhu munguva yecovid 19 nekusava kurudzira kuti vabaiwe.
Vakatevedzera zvakaita saPastor Charles Charamba vakabuda vachitsigira chirongwa chekubaiwa covid 19 kuti vakwanise kurarama.
Sangano reZimbabwe Lawyers for Human Rights rakaendesa nyaya iyi kumapurisa eZimbabwe Republic Police.
No problem about pastors