
Zhinopisha National FM Radio Audio via +263787876754 WhatsApp group – Akapihwa mushonga nasekuru vake wekukudza nhengo zvino ravadambudziko rakakurisa nokuti nhengo yake yarebesa zvokuti hapasisina mukadzi achamuda. Vakadzi vose pavarikungoti ba kuiona nhengo iyi varikubva vatiza. Nhengo iyi yava kusvika kumabvi.
Nhengo iyi irikuonekwa yakarembera irimubhurugwa. Paanenge achifamba vasikana vemurayini vanobva vatanga kuimba vachiti “iyo maiona iyo hokoyo”.
Pakaipa
Thats bad
Pakaipa
Ichi chidzidzo kwatiri munyika ino tisashora zvatakapihwa namwari nekuda kufadza vakadzi fadza mumwe chete waunoroora iye ngaatambirewo zvauri
Photo hairatidze kuge yemuno blare the face