
Mapurisa azivisa kuti kutanga nhasi ava serious kutenderera vachisunga vanhu vose varikutyora mutemo we-lockdown. Danho iri rauya mushure mokunge zvaonekwa kuti vanhu havasi kutevedzera zvakataurwa nevakuru venyika.
Mapurisa yatsinhira ichiti chirwere che corona chirikuparadzirwa nevanhu vemichovha vanotakura vanhu zvirikunze kwemutemo kusanganisira nevanhu varikuungana parufu vakawandisa. Nokudaro munhu arikuwanikwa achityora zvakatarwa kuti zvitevedzerwe achasangana nomutemo wakasimba.
Munyaya imwechete-yo Mapurisa achange achirwisana neMakorokoza nhasi nechinangwa chokudzivirira denda rechirwere cheCovid-19.
With the lethal coronavirus continuing to wreak havoc in the country, authorities announced last night that law enforcement agents would turn away people entering city centres without travel exemption letters. In addition, they also re-instated police checkpoints in and around major roads leading to city centres, to enforce the latest hard lockdown measures.
This comes as more and more people continue to die, while thousands others get infected by the virulent respiratory disease which has left public and private hospitals overstretched.
“The nation is advised that the exemption mechanisms which were used during the first lockdown in 2020 will be re-activated with immediate effect,” Information minister Monica Mutsvangwa told journalists during the weekly post Cabinet briefing last night.