
Prophet Emmanuel Makandiwa, vavimbisa vateveri vavo varikutya kubayiwa mushonga we COVID-19 kuti hapana mucherechedzo kana sarudzo yekusarudza zvaunoda unongoita zviripo izvozvo vachachengetedzwa namwari panezvose zvichaitika kumberi.
Vachitaura paterevhizheni nhasi Svondo mangwanani, United Family International Church muvambi uye mutungamiri akati, “there is no way that you can have a chip in the vaccine and I said how does it even travel through the syringe.”
They are yet to have it that small in order for it to travel through the needle and I said that there is no chip in the vaccine.
There is no mark of the beast in the vaccine. Christians are afraid, fearing for their lives and trying to protect themselves and their loved ones from receiving the mark of the beast by receiving the vaccine. This COVID-19 vaccine is not the mark of the beast.