
Maererano nemutongo wedare,mukadzi ari munyaya anoti akaona receipt rezvinhu zvaive zvatengwa kwaMr Price,izvo zvaisanganisira nduwe yechikadzi.
Mukadzi uyu akaudza dare kuti murume wake haana kumbobvira akamutengera hembe pamakore maviri muwanano yavo uye chakatove chishamiso kuona receipt mubhachi remurume wake iro raienderana nemazuva okutambira kwake.
When she confronted the husband, murume wake anoratidza kusaziva kwakabva risiti urwu asi anoti pamwe rinofanira rwuri rwehanzvadzi yake .
Mukadzi anoona zvakanaka kubvunza tete kana vaive vambotuma murume wake kunotenga hembe kwaMr Price.Tete vanoramba izvi vakati hapana chavaiziva.Nyaya zvayakange yatokora muto murume anoona zvakakodzera kupupura hupombwe apo aive atengera gerofurendi rake zvinhu zvepabirthday kusanganisira nenduwe