
Chandovavarira chete ndechekuti punani yangu izorore, asi zvinoita sekunge izvi hazvigoneke chero nguva nokuti ndakatopindwa mupfungwa nemastaburting.
Ndinonyanya kunetseka panguva yeshumiro kuchechi. Ndinomata zuva roga roga rakasikwa naMwari asi hazvisi kupera.
“Ndinoita mastur_bate katanhatu kana kanomwe pazuva. Dzimwe nguva ndinoenda kuzvimbuzi zvechechi ndichingozviita nekuti ndikasaenda ndinoshatirwa uye ndinotsamwira munhu wese, ”akadaro.