
Ndinotamba nhova semwana mudikiuye ndinoita ndichiita bonde na amai vangu zvekuti patinopedza paye ndichipepuka ndinoita munhu achisuduruka kubva pedyo neni asi anenge asiri amai vangu. Dzimwenguva ndorota ndirimumunda ndichisakura zvekutipese pandinomuka ndinenge ndakaneta uye ndakazara huruva semunhu arikutobuda mundima.*
*Ndirimurume anemakore 37 mekubereka akakomborerwa nevana 4 asi ndinogara naamai nekuti ndakatizwa nemukadzi*
*_Nyaya inochemedza yemurume arikugara naamai asirikukwanisa kushanda nekuti pese paanoenda paruzhinji anongopomerwa mhosva dzaasina kupara