
Murume waLinda Masarira waakaparadzana naye akati anozvidemba nekurova aimbove mudzimai wake mushure mekunge awana cond0m rakashandiswa
pasi pemubhedha mumba mavo.
Mutyairi wemarori akati muchato wavo waifanirwa kudonha sezvo Linda aigara asina kutendeka, achidzvinyirira uye chidhakwa uyo anorarama ne zvikwereti