
Vadyidzani veMDC Alliance vanoti vadzinga VaDouglas Mwonzora vanotungamira MDC-T kubva mumubatanidzwa wemapato anopikisa.
Mumemorandamu yavo kuMDC-T, mubatanidzwa weAlliance wakapomera bato iri kutadza kubvunza mamwe mapato mumubatanidzwa usati waita sarudzo dzakasimba.