
Mwanasikana ane makore (18) wekuZengeza West Legislator, asungwa mushure mekuwanikwa asina kuofeka mask yake zvakanaka.
Sikhala anoti mwana wake Deborah aive nephotoshoot paakasungwa.
Mwana waSikhala (18) aive akapfeka blacktop, nemask akasungwa nemapurisa kuSt Mary’s
Police Station. Vakamusunga pabhavhadhei rake kuHuruyadzo. Aiv asina kupfeka mask yake zvakanaka.