
Musikana wechidiki uyo akatanga kugara mumugwagwa muHarare achiri mudiki anotsanangura chakaita kuti ararame upenyu uhwu.
Amai vangu vakandiramba ndakatiza pamba, vainditi nditsvaga kuna amai vangu nababa uye hanzvadzi yangu yaiti yakaba yaindipomera mhosva ndorohwa namhamha vangu.