
PaJolas whatsapp group tinokupai ma-updates ezvose zviri kuitika saka walala wasala!!!!!!
Mutungamiriri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vabuda munyika vakananga kuNairobi, Kenya uko vari kunopinda musangano weJoint Permanent Commission on Co-operation (JPCC). Sezvatiri kuona pamifananidzo zvikuratidza kuti vasvika zvakanaka.
Kurumidza ku-joiner Jolas whatsapp group +263775834930 uzvionere pamhuno sefodya.